Vi bøger
Levering: 1 - 2 hverdage

Kugara Mukuchengetedzwa Nababa Vako - Rudi Louw - Bog

- Zaruro Yekururama Kwako

Bag om Kugara Mukuchengetedzwa Nababa Vako

Kururama ndicho chidzidzo chisinganzwisiswe zvakanyanya muBhaibheri, zvino mukusanzwisisa ikoko, nokuda kwechokwadi chisina kujeka nefungiro isina kuita zvakanaka nemhedzisiro, ndicho chikonzero chikuru chinoita kuti maKristu akawanda agare muhutapwa. Ndakakura, sevamwe vakawandisa, ...ndichibatanidza kururama nemabasa akanaka, ...asi waiziva here kuti hapana kana basa rako rakanaka rinokuita kuti uve wakarurama? Muna Johani 14-17 Jesu vakange vasiri kutaura pamusoro pedzimba kudenga, ...asi vaitaura Kururama, Pavakati: "Ndinoenda ndinokugadzirira nzvimbo."

Vis mere
  • Sprog:
  • Shona
  • ISBN:
  • 9781522873211
  • Indbinding:
  • Paperback
  • Sideantal:
  • 160
  • Udgivet:
  • 28. december 2015
  • Størrelse:
  • 127x203x9 mm.
  • Vægt:
  • 163 g.
Leveringstid: 2-3 uger
Forventet levering: 31. januar 2025

Beskrivelse af Kugara Mukuchengetedzwa Nababa Vako

Kururama ndicho chidzidzo chisinganzwisiswe zvakanyanya muBhaibheri, zvino mukusanzwisisa ikoko, nokuda kwechokwadi chisina kujeka nefungiro isina kuita zvakanaka nemhedzisiro, ndicho chikonzero chikuru chinoita kuti maKristu akawanda agare muhutapwa. Ndakakura, sevamwe vakawandisa, ...ndichibatanidza kururama nemabasa akanaka, ...asi waiziva here kuti hapana kana basa rako rakanaka rinokuita kuti uve wakarurama? Muna Johani 14-17 Jesu vakange vasiri kutaura pamusoro pedzimba kudenga, ...asi vaitaura Kururama, Pavakati: "Ndinoenda ndinokugadzirira nzvimbo."

Brugerbedømmelser af Kugara Mukuchengetedzwa Nababa Vako



Gør som tusindvis af andre bogelskere

Tilmeld dig nyhedsbrevet og få gode tilbud og inspiration til din næste læsning.